Текст пісні Chitubu - Jah Prayzah

Chitubu - Jah Prayzah
Інформація про пісню На цій сторінці ви можете ознайомитися з текстом пісні Chitubu, виконавця - Jah Prayzah.
Дата випуску: 01.11.2018
Мова пісні: Суахілі

Chitubu

Hiya hoye
Haiya hiya
Hiya wo
Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata)
Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata)
Hiyere hiyere hiyerere (ramba uchikakata)
Ndirangarireiwo mukuru wangu
Mundisimudzire nechipo changu
Iyoyo ndiyoyo korona yangu
Chipo changu chindisvitse murugare rwangu
Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata)
Kuratidza shungu yorutsa huturu (ramba uchikakata)
Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata)
Kuratidza shungu yorutsa huturu
Ndakaiona nhamo inopisa inosvaura ini
Ndakaiturika kumatenga akazaruka ini
Ndakazviona kubvira kare kuti munoera imi
Zvikomborero zvamunoburutsa munogona
Kuya kuya mamera kuya kuya
Kuya kuya mamera kuya kuya
Kuya kuya mamera kuya kuya
Kuya kuya mamera kuya kuya
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
Ndakatanga ndichikambaira
Fume mangwana kutekaira
(Takamirira zvikuru
Zvouya wedza mangwana)
Chemudenga chichakoromoka
Semurume wotoshingaira
(Takamirira zvikuru
Zvouya wedza mangwana)
Kuti nhamo yangu nhamo yako, nhamo kugovana nhamo
(Takamirira zvikuru
Zvouya wedza mangwana)
Kuti hamo yangu, nhamo yako, nhamo ini handidi nhamo
(Takamirira zvikuru
Zvouya wedza mangwana)
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
Ho iye
Takafamba munzira dzakafamba vamwe vakasasvika (heya)
Takadambura dhibhu rakasunga vamwe vakarembera (heya)
Chamunyurududu toyambuka mudziva tayambuka mhiri (heya)
Tidzengerere nyoka musango iwe charika (heya)
Zvakutoda mukuru ndionere nzira ndingatsauka (heya)
Chandikonza musana kufondoka kuti ndingabudirire (heya)
Tipinde tipindewo mhanduwe
Tifambe nendima (heya)
Tibate tibatewo mhanduwe
Tifambe nendima (heya)
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
Dai mangondigamuchira (zama)
Chitubu chinodira (zama)
Dai mangondibatidzira
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
Mukuru ndaombera (zama)
Aiwa ndanyengetera (zama)
Masodzi kuyerera
Ishungu dzinoti budirira (ah zama)
(Aah Chihombe)
(Ini handibvume)
Kusakara
Ndakaramba kusakara
Kusakara
Ndakaramba kusakara
Vane ndarama
Inga vamwe vakagarika
Vane ndarama
Inga vamwe vakagarika
Kuya kuya mamera kuya!

Поділіться текстом пісні:

Напишіть, що ви думаєте про текст пісні!

Інші пісні виконавця:

НазваРік
Kutonga Kwaro 2017
Ndin'Ndamubata 2017
Bvumbamirai 2021
Murder 2021
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah 2018
Emerina 2017
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade 2017
Chengetedza 2017
Special Somebody ft. Jah Prayzah 2019
Munyaradzi 2020
Mukwasha 2020
Kwayedza 2020
Miteuro ft. Zimpraise 2020
Eriya 2020

Тексти пісень виконавця: Jah Prayzah