![Bvumbamirai - Jah Prayzah](https://cdn.muztext.com/i/32847564619723925347.jpg)
Дата випуску: 08.07.2021
Мова пісні: Суахілі
Bvumbamirai |
Pamunovhika, painovhuruvhuta |
Mweya yakaipa, mweya yandinotya |
Pamunovhika, painovhuruvhuta (honde) |
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya (honde) |
Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde) |
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya |
Painodzoka, ichamirira kwadoka |
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya |
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |

Makata iwe makata (bvumbamira) |
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |

Nekuti mandinzwa muchembre (bvumbamira) |
Kwekwe tamuka ka, uraram semucheche |
Vadzimu vari mugomo, vasati vapindura |
Kwekwe tamuka ka, urarame semucheche |
Vadzimu vari mugomo, vasati havapindura |
Shungu iwe, shungu iwe |
Zviuya zvirimberi |
Izwi revari musango, harisati ranzwika |
Shungu iwe, shungu iwe |
Zviuya zvirimberi |
Izwi revari musango, harisati rapindura |
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Makata iwe makata (bvumbamira) |
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Makata iwe makata (bvumbamira) |
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Homwe, ichabereka dzimwe homwe |
Mukoma rugare (hande), mukoma rugare |
Kumbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero |
Cherugare (hande), mukoma rugare |
Haiwa mondiyeuka, pamucharangarira vamwe |
Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa |
Rugare (hande), mukoma rugare |
Haiwa mondiyeuka, pamuchakomborera vamwe |
Mudzimu unoyera baba ndovavarira |
Rugare (hande), mukoma rugare |
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Makata iwe makata (bvumbamira) |
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Makata iwe makata (bvumbamira) |
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
Назва | Рік |
---|---|
Kutonga Kwaro | 2017 |
Ndin'Ndamubata | 2017 |
Murder | 2021 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Emerina | 2017 |
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
Chengetedza | 2017 |
Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
Munyaradzi | 2020 |
Mukwasha | 2020 |
Kwayedza | 2020 |
Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
Eriya | 2020 |