Дата випуску: 08.04.2018
Мова пісні: Суахілі
Ndamuda |
Hot Property! |
Ahaaa ahaaaaaa |
Tamuka! |
Ndakamuona ari ega achizvifambira |
Ndikati nguva newe kah ndinokumbira |
Hameno kana paine pandokuzivira |
Ndikati musikana dai wandidaira |
Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira |
Munenge mune ruchiva ndorino kufurirai |
Ndikati zvamandipa ndinongotambira |
Ndikati uyu mukana ndotoushandisa |
Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa |
Asi vakanozviramba |
Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndiro runondituma |
Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndiro runondituma |
Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhh |
Ndaida auye kumba muroora wenyu ndinoda mundinzwewo aha |
Vakanditi hazvigone uchiri mwana hauzvikwanisewoo aha |
Chinonzi regera ndochiri mumaoko |
Kunyangwe mukanditakudza tsvinga remashoko |
Ringave pfumo rerudo ririmo mumoyo |
Parichabhebha moto muchanzi hokoyo |
Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndirwo runondituma |
Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndiro runondituma |
Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa |
Ndakamuona ari ega achizvifambira |
Ndikati nguva newe kaah ndinokumbira |
Hameno kana paine pandokuzivira |
Ndikati musikana dai wandidaira |
Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira |
Munenge mune ruchiva ndorinokufurirai |
Ndikati zvamandipa ndinongotambira |
Ndikati uyu mukana ndotoushandisa |
Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa |
Asi vakanozviramba |
Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndiro runondituma |
Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
Rudo ndiro runondituma |
Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa |
Achida ndimutambire mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhaaaa |
Achida ndimutakure mbabvu mudiwa wangu mdomubereka ahaaaa |
Назва | Рік |
---|---|
Vanondibatirana ft. Killer T | 2017 |
Nhema ft. Killer T, EXQ | 2017 |
Takangodaro | 2017 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Bvunza Tinzwe | 2017 |
Ndizviponde Here | 2020 |